KwaunobvaTsumoUnhuChomukuru hachikumbirwi.

Tsumo · Unhu

Chomukuru hachikumbirwi.

Zvinorehwa

Vanhu vakuru havawanzokumbirwa zvinhu asi kuti ivo ndivo vanongopa kuvaduku pasina akumbira. Itsika isina kunaka kuti vaduku vajairire kukumbira zvavakuru kunyange zviri zvokudya.

What it means

Elders are rarely asked for things; rather, they are the ones who give to the young unprompted. It is not good practice for the young to get into the habit of asking their elders for things, even food.

Word for word

The property of an elder is not asked for.

Mamwe mataurirwo

Chomukuru anopa omene.

Dzimwe tsumo dzeunhu

Dzose

Tsumo · Unhu

01 / 03

Chirema ndechina mazano chinotamba chakazendama kumadziro.

What it means

Everyone knows they have some flaw, in body or mind, in how they behave, so they should be careful not to be laughed at or fail in life because of it.

Verenga

Swipe for the next proverb