Duramazwi · zita
mashoko
expression · inscription · message · motto · wording · phrases · statements · words
Duramazwi · zita
expression · inscription · message · motto · wording · phrases · statements · words
Mashoko inyaya dzinenge dzichitauriranwa pakati pevanhu.
Mashoko inyaya dzinenge dzichitauriranwa pakati pevanhu.
Tadiwa paakanzwa mashoko aya akadzimbikana zvisingaite.
Maitakue vakazvitya nekuti mabasa aya anoitwa nemunhu ane paakatsika plus mashoko ainge ataurwa naTadiwa akavavhundusa zvisingaite.
Nemhaka yei vanhu vazhinji vasisiri kushandisa wairesi senzira yekutumira mashoko?
Duramazwi
01 / 03mashuma
Kana ukapa munhu chimwe chinhu, akati mashuma anenge akutenda.
VerengaSwipe for the next word