Duramazwi · zita
nhata
flea
Duramazwi · zita
flea
Nhata rudzi rwekapuka katema, kanofamba kachisvetukasvetuka, kanorarama nekunwa ropa rehuku kana dzimwewo mhuka dzinochengetwa pamba.
Nhata rudzi rwekapuka katema, kanofamba kachisvetukasvetuka, kanorarama nekunwa ropa rehuku kana dzimwewo mhuka dzinochengetwa pamba.
Mumara muti unonhuwa chaizvo zvekuti unoshandiswa kudzinga nhata.
Kachigwere kakwenzi kane mashizha anonhuhwirira anoshandiswa kudzinga nhata nekurapa chikosoOTO.
Mushani muti une mashizha anonhuhwirira, anoshandiswa kubika tii yekurapa chikosoro uye nekudzinga nhata.
Duramazwi
01 / 03nhatara
Nhatara kuramba kuita, kana kupikisana nezvaunenge waudzwa.
VerengaSwipe for the next word