Duramazwi · zita
nharo
confrontation · controversially · debater · disputation · haggle · willed · argue · argument · arguments · controversial · debate · dispute · disputed · disputes
Duramazwi · zita
confrontation · controversially · debater · disputation · haggle · willed · argue · argument · arguments · controversial · debate · dispute · disputed · disputes
Kana vanhu vachiita nharo vanenge vachitaurirana vasingasviki pakuwirirana.
Kana vanhu vachiita nharo vanenge vachitaurirana vasingasviki pakuwirirana.
Vakatozopedzisira vazvirega vatoona kuti kana vaizoda kuramba voitisana nharo nazoro vaigona kuzopedzisira vaurawa.
Mushure mokuita nharo vachienda kuchikoro Chengeto naJona vaizorangwa nenzira dzipi?
Munyai airemekedzwa chose nokudaro hapana aitarisirwa kuita nharo naye sezvo aitakura upenyu hwevazhinji.
Kana munhu achinzi ane nharo anenge achitaurirwa zvinhu iye asingatendi mazviri achingoita zvinoda pfungwa dzake oga.
gakava · kakavadzano
Duramazwi
01 / 03nharorukongo
Kana munhu aine nharorukongo, anenge achingopikisana navanhu kunyange nepasingakodzeri.
VerengaSwipe for the next word