KwaunobvaDuramazwiPpokano

Duramazwi · zita

pokano

Zvinoreva

Pokano mamiriro ezvinhu okuti vanhu vanenge vasingawirirani pamafungiro.

1

Pokano mamiriro ezvinhu okuti vanhu vanenge vasingawirirani pamafungiro.

Pokano mamiriro ezvinhu okuti vanhu vanenge vasingawirirani pamafungiro.

Rupokano kuva nekusatenderana nezvinoitwa kana zvinofungwa navamwe.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

poko

Poko kamuti kakada kuita seruva, kanokura kachitandira.

Verenga

Swipe for the next word