KwaunobvaDuramazwiPpokonora

Duramazwi

pokonora

Zvinoreva

Kukonzera kutadza munyaya.

1

Kukonzera kutadza munyaya.

Kuvhizungura kuzunza kwakasimba kwemunhu anenge achida kupokonora paakabatwa. Mbavha yakavhizungura ikakwanisa kutiza.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pokonyo

Kuti pokonyo kukatanura ruoko rwako nechisimba kuti anga akakubata akuregedze.

Verenga

Swipe for the next word