Duramazwi · zita
makakatanwa
tension · argument
Duramazwi · zita
tension · argument
Uku kusawirirana kukuru pakati pevanhu, umwe noumwe wavo achiti zvaari kutaura iye ndizvozvo.
Uku kusawirirana kukuru pakati pevanhu, umwe noumwe wavo achiti zvaari kutaura iye ndizvozvo.
Yanika pachena makakatanwa pakati pevatambi vanotevera ugotaridza kuti anopera sei uchitsigira nezviri mubhuku.
Muuvaranomwe, makakatanwa kusapindirana kwepfungwa namaitire avatambi vanenge vari mumutambo kana ngano-nyorwa.
Ichi chiitiko kana kuti ishoko rinozongouya pakati rinozoita kuti mubve mangokwanisa kugadzirisa makakatanwa anga aripo.
Muuvaranomwe, makakatanwa kusapindirana kwepfungwa namaitire avatambi vanenge vari mumutambo kana ngano-nyorwa.
Duramazwi
01 / 03makako
Makako mushini wekudhonzesa nawo. Hembe dzinotakurwa nechikepe dzinotutirwa nemakako.
VerengaSwipe for the next word