KwaunobvaDuramazwiMmakadii

Duramazwi · zita

makadii

Zvinoreva

Iri izwi rinoshandiswa kubvunza munhu mufaro mushure mokuparadzana naye kwenguva refu kana kuti musingazivani.

1

Iri izwi rinoshandiswa kubvunza munhu mufaro mushure mokuparadzana naye kwenguva refu kana kuti musingazivani.

Makadii sekuru, zvakadii zvikotamo?

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word