KwaunobvaDuramazwiMMaka

Duramazwi

Maka

checkoff · Mark

-kwenya-raitira

Zvinoreva

Kutsaura nokutarisisa.

1

Kutsaura nokutarisisa.

Debra akanzwa kumaka mukoma wake zvakanyanyisa.

Mudzidzisi agere kumaka mabhuku.

Kuti kiriri kumaka kwaunoita munhu muchitamba nhabvu, paya paunenge wava kuedza kumutorera bhora racho.

2

Kana mudzidzisi achimaka mabhuku evana vechikoro anenge achiong-orora basa ravanenge vanyora.

3

Kana uchimaka munhu pamutambo webhora, unenge uchimusona uchida kumutorera bhora raanenge ainaro.

4

Kana munhu achiti akamaka nhingi anenge asingamufariri zviito zvake, achigara achimuongorora kuti awane zvekusvora kana kuzomuita chimwe chinhu.

Zvakafanana

-kwenya · -raitira

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word