KwaunobvaDuramazwiKkakavadzana

Duramazwi · chiito

kakavadzana

controversy · quarrel

Zvinoreva

Kukakavadzana kuitirana nharo dzakasimba pamusoro pechimwe chinhu.

1

Kukakavadzana kuitirana nharo dzakasimba pamusoro pechimwe chinhu.

Hazvibetseri kuswera muchikakavadzana pamusoro pekuti nyika ichaguma rini, nekuti Mwari voga ndivo vanoziva.

Pakuita hurukuro tinotarisirawo kuti vatambi vacho vanogona kunge vachitokakavadzana.

Imi sekuru vaJona chiregai kuramba mokakavadzana nevanhu vemutemo.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kakavara

Kukakavara kuita nharo dzakasimba usingadi kunzwa zvinotaurwa nomumwe munhu.

Verenga

Swipe for the next word