KwaunobvaDuramazwiTtaudzana

Duramazwi

taudzana

Zvinoreva

Kutaudzana kuta-urirana, sezvingaita vavakidzani.

1

Kutaudzana kuta-urirana, sezvingaita vavakidzani.

Maorera munhu akapfava pazviito, asingadi zvekutaudzana-taudzana nevanhu.

Kana vanhu vachinzi havaonani vanenge vachivengana, vasingafambidzani kana kutaudzana.

Kana munhu akativa anenge akanyarara, asingadi zvokutaudzana navanhu.

2

Kutaudzana kupokana kana kupopotedzana.

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word