Duramazwi
Zvinoreva
Kutaudza munhu kutanga nyaya naye une chinangwa chokumuvaraidza.
1
Kutaudza munhu kutanga nyaya naye une chinangwa chokumuvaraidza.
Maitakue nyaya yekusawirirana nehama dzemurume hakuna kana aiva taudza.
Vakauya ana sisi Noku ndokubva vangosvika vachipfuura pandaive vasina chero kunditaudza.
Kutaudza munhu kutanga nyaya naye une chinangwa chokumuvaraidza.
2
Kutaudza munhu kumudenha kana kumushatirisa.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03taudzana
Kutaudzana kuta-urirana, sezvingaita vavakidzani.
VerengaSwipe for the next word