KwaunobvaDuramazwiTtaurira

Duramazwi

taurira

prescribe

-bhuyira-udza-revera-mhan'arira

Zvinoreva

Kana ukataurira munhu chimwe chinhu unenge wamuzivisa nezvacho.

1

Kana ukataurira munhu chimwe chinhu unenge wamuzivisa nezvacho.

Vakavataurira kuti vainge vaita rwendo rwekuharare rwainge rwanyuka.

Apa ndaive ndoita kududza manzwi but ndichitaurira pasi pasi.

Unofa wakasvinura sematemba hama yangu ndokutaurira.

2

Kana ukataurira munhu unenge waita kuti zvakaipa zvaaita zvivikanwe nevakuru paari kana vamwewo vasingafaniri kuzviziva. Haana kuda kumurova nokuti aitya kuzotaurirwa kuna baba vake.

Zvakafanana

-bhuyira · -udza · -revera · -mhan'arira

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

taurirwa

Kutaurirwa kuziviswa zviri maererano nechimwe chinhu kuti uzive zvinodikanwa kana kuti zvakaitika.

Verenga

Swipe for the next word