Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achironzera n'ombe anenge achidzipa kuna vamwe kuitira kuti vadzishandise asi vachimuchengetera. Igama wakaringa nzira kan'ombe kekuronzera.
1
Kana munhu achironzera n'ombe anenge achidzipa kuna vamwe kuitira kuti vadzishandise asi vachimuchengetera. Igama wakaringa nzira kan'ombe kekuronzera.
Mazwi: wakaringa kama yokuronzera nzira mombe Mhinduro: Mombe yokuronzera kama wakaringa nzira.
Kana u-karonzera nyaya unenge waudza munhu kana kumutsanangurira zviri kuitika kana kuti zvakaitika.
Zvakafanana
-ronza · risidza
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03ronzwa
Ronzwa chipfuwo chinopihwa munhu asiri vatenzi vacho, kuti vachichengete asi vachichishandisa havo.
VerengaSwipe for the next word