Duramazwi · chiito
udza
convey · tell · tell; inform · nform
Duramazwi · chiito
convey · tell · tell; inform · nform
Kuudza kutaurira mumwe munhu zvokuita kana zwawanzwa.
Kuudza kutaurira mumwe munhu zvokuita kana zwawanzwa.
Kutsemura munhu kumurova zvakasimba mushure mekunge akukanganisira. Udza vana avo kuti vakaramba vachindibira mango dzangu ndinovatsemura.
Vachingobuda mai mhofu vakasarawo vachipinda kuudza Tadiwa statement rekuzotaura.
Iye zvino ainge aigotyera pautsi kuudza Debra secret yake inotyisa iyi.
Kuudza munhu kumutaurira zvaakakuitira zvakakurwadza, nezvaunofunga pamusoro pezvaakaita, usingambosiiriri.
Duramazwi
01 / 03udzamu
depth
VerengaSwipe for the next word