Duramazwi
udyura
-futyunura-futyura
Duramazwi
Kuudyura maziso kuavhura zvakanyanya, sezvinoita munhu anenge achitya, akatsamwa kana ashamisika.
Kuudyura maziso kuavhura zvakanyanya, sezvinoita munhu anenge achitya, akatsamwa kana ashamisika.
Paakawanikidzwa achiba, akaudyura maziso kunge achabuda.
VaNhengure vakanga vakati rabada vachiudyura maziso somunhu abatwa negara.
-futyunura · -futyura
Duramazwi
01 / 03udza
convey
VerengaSwipe for the next word