KwaunobvaDuramazwiUudzenga

Duramazwi · zita

udzenga

Zvinoreva

Udzenga itsika yokuita zvinhu zvakaipa zvisingafadzi vamwe asi nyakuita wacho asina hanya nazvo.

1

Udzenga hwake ndihwo hwakaita kuti arove amai.

Udzenga itsika yokuita zvinhu zvakaipa zvisingafadzi vamwe asi nyakuita wacho asina hanya nazvo.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

udzimba

Udzimba ruzivo pakuvhima.

Verenga

Swipe for the next word