Duramazwi
Zvinoreva
Kana mwana wechikoro achiudzira mumwe anenge achimutaurira mhinduro dzinodiwa pabvunzo muchihwande.
1
Kana mwana wechikoro achiudzira mumwe anenge achimutaurira mhinduro dzinodiwa pabvunzo muchihwande.
Dofo chero ukariudzira sei rinogona kufoira nokuti harigoni kunzwisisa zvinotaurwa.
Kwaniko baTakue vaisamboita manyemwe ekusimudzira mukadzi wavo ruoko nokuti aizova kanda mashoko.
Mushure mazvo tinoda kuti unyore tunyaya twaungakwanisa kufunga twungadudzira tsumo idzi.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03udzirira
Kana munhu akaudzirira mumwe anenge ataura mashoko ekutuka, anodzora munhu anga achizvitorera pamusoro.
VerengaSwipe for the next word