KwaunobvaDuramazwiUudzamu

Duramazwi · zita

udzamu

depth

Zvinoreva

Kudzika kwechinhu.

1

Kudzika kwechinhu.

Muzvitsauko zvinotevera uchadzidza zvine udzamu pamusoro perondedzero iyi.

Zvinoda kuti ukwanise kunyora zvine udzamu uyewo kushandisa pfungwa dzako iwe pachako.

2

Kana mutauro uchinzi une udzamu unenge uchidudzira zvakawanda nemazwi mashoma shoma.

3

Udzamu upimo hwekudzika kwakaita chinhu.

Tsime iri rine udzamu hwokuti ukapinda unonyura.

4

Kana mashoko achinzi ane udzamu anenge ari echokwadi uye akakosha.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

udzenga

Udzenga itsika yokuita zvinhu zvakaipa zvisingafadzi vamwe asi nyakuita wacho asina hanya nazvo.

Verenga

Swipe for the next word