KwaunobvaDuramazwiUudzvinyiriri

Duramazwi · zita

udzvinyiriri

totalitarian

Zvinoreva

Iyi itsika yekuona vamwe vanhu sevari pasi pako, uchigara uchivashandisa nekuvabata nenzira yakaipa, usingateereri zvavanodawo.

1

Iyi itsika yekuona vamwe vanhu sevari pasi pako, uchigara uchivashandisa nekuvabata nenzira yakaipa, usingateereri zvavanodawo.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

udzvura

Kana munhu akaudzvura chibage, anenge achidira pamwe panhu chakawanda.

Verenga

Swipe for the next word