KwaunobvaDuramazwiMmwoyotema

Duramazwi · zita

mwoyotema

mwoyosviba

Zvinoreva

Munhu ane mwoyotema anenge achifarira kuitira vamwe vanhu zvakaipa kana zveutsinye nekuda kwekuipa kwake.

1

Zvakafanana

mwoyosviba

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mwoyotsito

Kana munhu akanzi ane mwoyotsito anenge aine kufunga kusina kuregerera, uye aine utsinye.

Verenga

Swipe for the next word