Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achinzi ane mwoyochena anenge aine chido chekuitira vamwe vanhu zvakanaka, kuti vagare vakafara.
1
Kana munhu achinzi ane mwoyochena anenge aine chido chekuitira vamwe vanhu zvakanaka, kuti vagare vakafara.
Mwoyochena ndowei bere kugarira mhuru yakafa zvayo?
Mwoyochena weyi bere kugarira munhu akafa.
Haazi iwo zvawo mafata ane mwoyochena akatokufundisirai mwana wenyu imi?
Zvakasiyana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03Mwoyondizvo
Mwoyondizvo chidao chevaera Moyo vechiRozvi.
VerengaSwipe for the next word