KwaunobvaDuramazwiNngoni

Zvinoreva

Ngoni mwoyo wakanaka unoda kubatsira vamwe vanhu, kazhinji vanotambudzika.

1

Ngoni mwoyo wakanaka unoda kubatsira vamwe vanhu, kazhinji vanotambudzika.

Pavairwa, Ngoni akazongoerekana anzi _kwicho_ pahuro nakarai, zvekuti akanga ototadza nokufema chaiko.

Ngoni mwoyo wakanaka unoda kubatsira vamwe vanhu, kazhinji vanotambudzika.

Ngongoni imhuka yomusango pfumbu ine dundundu rakakwirira kupfuura sure, uye ine nyanga refu dzakakombamira sure.

Zvakafanana

tsitsi · nyasha · mutsa

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngonjo

Kuti ngonjo kuwira pasi kunoita huni dzichityoka-tyoka.

Verenga

Swipe for the next word