KwaunobvaDuramazwiUunyoro

Duramazwi · zita

unyoro

mildness · humidity · meekness

Zvinoreva

Unyoro tukonye twakatsvukuruka twakarebenuka, tunogara mumadhaka, uye twuchishandiswa pakuraura.

Unyoro kupfava kunokonzerwa nemvura. Kana pasi paine unyoro hwakanyanya, manzwi anoenda kure.

1

Kana uchiomesa chinhu chinyoro unenge uchiita kuti chipere unyoro kana mwando wacho.

Furambuko igwenzi rinowanikwa munzvimbo dzine unyoro, rinoshandiswa kushongedza pamusha.

Dapi rudzi rwembeva hombe kudarika dzimwe dzose, ine ruvara rwedota uye inogara pane unyoro.

2

3

Unyoro kupfava nekunyarara kwakaita vamwe vanhu.

4

Unyoro mwoyochena wokusada kuona anotambura ukasabatsira.

Zvakasiyana

ukukutu

Mamwe mazwi ane U

U

Swipe for the next word