KwaunobvaDuramazwiUunyiriri

Zvinoreva

Unyiriri kakurwadzirira nekakuteta kanoita nhengo yemuviri yatsikirirwa kwechinguva.

1

Unyiriri kupenya kunooneka nechapamusoro pevhu, kana kuchipisa zvikuru.

Unyiriri rudzi rwekasvosve kadikidiki kasigarumi.

2

3

Unyiriri kupenya kunooneka nechapamusoro pevhu, kana kuchipisa zvikuru.

Zvakafanana

unyirinyiri

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

unyope

Unyope kusada kuita basa kana kusada kushandisa pfungwa.

Verenga

Swipe for the next word