KwaunobvaDuramazwiUunyunyu

Duramazwi · zita

unyunyu

gnat

nin'inira

Zvinoreva

Unyunyu tumbuyu tudikidiki tunowanzo-mhara pazvinhu zvaora kana pamiti.

1

Unyunyu tumbuyu tudikidiki tunowanzo-mhara pazvinhu zvaora kana pamiti.

Unyunyu tumbuyu tudikidiki tunowanzo-mhara pazvinhu zvaora kana pamiti.

Bocha rudzi rwetunyunyu twakada kufanana netunhunzi, twunoita uchi pachuru.

Kana munhu akati funyunyu anenge akarara zvinoratidza kuti haana kana chokuita paupenyu.

Zvakafanana

nin'inira

Mamwe mazwi ane U

U

Swipe for the next word