Duramazwi · chiito
unza
bring
-u-yisa
Duramazwi · chiito
bring
Kana munhu akaunza chinhu anenge auya nacho pauri.
Kana munhu akaunza chinhu anenge auya nacho pauri.
Waunza muchero wandinofarira.
Kutonganisa vanhu kuunza vanhu vakakonana nokuvabvunza kuitira kuti kvagadziriswe.
Kuti gwiba kuunza nyanga pamwe chete kunoitwa nehandira dzichirwa.
-u-yisa
Duramazwi
01 / 03unzanzanza
Kana vanhu kana zvinhu zvakaita unzanzanza zvinenge zvakawanda zvikuru.
VerengaSwipe for the next word