Tsumo · Kushanda
Kunzi musikana kana kuti mukomana Ari apa kudya.
Zvinorehwa
Munhu wose anofanira kuziva kuti kudya ndiko kunopa upenyu, nokudaro akafanira kusevenza kuti awane zvokudya.
What it means
Everyone should know that eating is what sustains life, so they should work in order to get food.
Word for word
One is (comes to be) called a girl or a boy if one is (properly) fed.
Mamwe mataurirwo
Kunzi munhu Ari apa kudya.