Tsumo · Kushanda
Zvamangwana zvinozivikanwa nebenzi.
Zvinorehwa
Munhu akachenjera anoita basa rake nokuripedza pazuva rakarero nokuti anoziva kuti zuva rinotevera kungangouya zvipingamupinyi akatadza kupedza basa iri.
What it means
A wise person finishes their work on the day it is due, knowing tomorrow may bring obstacles that stop them; only a fool leaves things for tomorrow.
Word for word
What happens tomorrow is known to a fool.