KwaunobvaTsumoKushandaUsaverenga mbeva nemiswe (yadzo).

Tsumo · Kushanda

Usaverenga mbeva nemiswe (yadzo).

Zvinorehwa

Kana pasvika panguva yebasa kana nguva yokuita chimwe chinhu hazvibatsiri kuverenga navaya vasingagoni kuchiita nokuti vanongova zviwanzahuruva.

What it means

When it is time to work or get something done, it does not help to consult people who do not know how to do it, since they are just guessing.

Word for word

Do not count mice (together) with their tails.

Mamwe mataurirwo

Usaverenga mbeva nemidune. (midune: shrews)

Dzimwe tsumo dzekushanda

Dzose

Tsumo · Kushanda

01 / 03

Kunzi musikana kana kuti mukomana Ari apa kudya.

What it means

Everyone should know that eating is what sustains life, so they should work in order to get food.

Verenga

Swipe for the next proverb