KwaunobvaTsumoKushandaRonda rinosunda ndorine muchichi.

Tsumo · Kushanda

Ronda rinosunda ndorine muchichi.

Zvinorehwa

Munhu anokurudzira vamwe neshungu ndiye ane pfungwa dzine mubayiro. Kazhinji zvinhu zvinouyisa mufaro ndizvo zvinotanga nokurwadzisa mweya nenyama.

What it means

Someone who urges others on with real passion is the one whose ideas bring reward; often, the things that bring joy begin by first causing pain to the body and spirit.

Word for word

The wound closing up causes pain.

Mamwe mataurirwo

Mvana inoshushira ngeine mwana. (M)

Mvura inoshinyira ngeiri pazambuko. (M)

Nyuchi dzinoruma ngedzine uchi. (M)

Mvura inoshinyira ndeiri pazambuko.

Dzimwe tsumo dzekushanda

Dzose

Tsumo · Kushanda

01 / 03

Ateyera mariva murutsva haachatyi mhapa kusviba.

What it means

Someone who has committed to doing hard work should not fear being criticised or hurt because of it.

Verenga

Swipe for the next proverb