Tsumo · Kushanda
Madanha etsvimborume kudya yawarira.
Zvinorehwa
Munhu asina mumwe anomubatsira anogara agadzirira mabasa ake ose nguva ichiripo. Anoziva kuti kana akasadaro zvingazomuwandira iyo nguva yapera.
What it means
A person with no one else to rely on keeps all their tasks prepared in advance while there is still time, knowing that if they do not, things will pile up once time runs out.
Word for word
It is a bachelor's longing to eat after preparing his sleeping place.
Mamwe mataurirwo
Mhandara inosara yoseka kumba yashanda.