KwaunobvaTsumoKushandaPfavira ngoma, husiku hurefu.

Tsumo · Kushanda

Pfavira ngoma, husiku hurefu.

Zvinorehwa

Ita zvinhu zvako zvinyoronyoro, usamhanyisa nokuti nguva ichiripo yakawanda.

What it means

Be calm and take your time.

Word for word

Play the drum gently, the night is long.

Dzimwe tsumo dzekushanda

Dzose

Tsumo · Kushanda

01 / 03

Simbi inorohwa ichapisa.

What it means

Strike while the iron is hot.

Verenga

Swipe for the next proverb