Tsumo · Kushanda
Chenga ose manhanga hapana risina mhodzi.
Zvinorehwa
Edza zvinhu zvose nokuti chimwe nechimwe chine mubairo wacho.
What it means
There's a reward in trying all things.
Word for word
Keep all the pumpkins; none is without seeds.
KwaunobvaTsumoKushandaChenga ose manhanga hapana risina mhodzi.
Tsumo · Kushanda
Zvinorehwa
Edza zvinhu zvose nokuti chimwe nechimwe chine mubairo wacho.
What it means
There's a reward in trying all things.
Word for word
Keep all the pumpkins; none is without seeds.
Tsumo · Kushanda
01 / 03Ateya mariva murutsva haatyi kusviba magaro.
What it means
A person will do whatever it takes to accomplish their goals.
Swipe for the next proverb