Tsumo · Kushanda
Chinono chinengwe, bere rakadya richifamba.
Zvinorehwa
Ita zvinhu zvako nokukurumidza, usanonoka nokuti kunonoka kunogona kukutadzisa.
What it means
Do what you do with speed.
Word for word
Slowness belongs to the leopard; the hyena ate while on the move.