Tsumo · Kushanda
Chinono chine ingwe bere rinodya richifamba.
Zvinorehwa
Munhu achiita chinhu ngaakurumidze nacho nokuti kunonoka kungangokonzera zvinhu zvizhinji zvingamutadzisa kuchipedzisa.
What it means
If you are going to do something, do it quickly, because delay can cause many things to prevent you from finishing.
Word for word
The leopard is cautiously slow (but) the hyena eats while walking.
Mamwe mataurirwo
Chinono chine ingwe tika rakadya richifamba. (tika: hyena) (M)