Duramazwi · zita
unzenza
immorality · immorally · immoral
Duramazwi · zita
immorality · immorally · immoral
Unzenza kuita zvinhu zvisina mwero, zvisingatari sirwi.
Unzenza kuita zvinhu zvisina mwero, zvisingatari sirwi.
Ndivanaani vari kuita zveunzenza, zvekungonyinura zvisina basa kuseri kwemba uko?
Unzenza kurara nevanhu vakawanda-wanda kunoitwa nemunhurume kana munhukadzi.
Unzenza kuita zvinhu zvisina mwero, zvisingatari sirwi.
Unzenza kurara nevanhu vakawanda-wanda kunoitwa nemunhurume kana munhukadzi.
Duramazwi
01 / 03unzidza
Unzidza kuva netsika yokutsividza zvaunenge waitirwa.
VerengaSwipe for the next word