KwaunobvaDuramazwiMmuchiuno

Duramazwi · zita

muchiuno

Zvinoreva

Kuva nemuchiuno kufarira zvekuda kusangana nemurume kana mukadzi zvakanyanyisa, zvisina mwero. Murume wake ane muchiuno zvekuti, akangoona rokwe kupfuura haazokwanisi kugadzikana.

1

Kuva nemuchiuno kufarira zvekuda kusangana nemurume kana mukadzi zvakanyanyisa, zvisina mwero. Murume wake ane muchiuno zvekuti, akangoona rokwe kupfuura haazokwanisi kugadzikana.

Ndakamira zvino ndakabata muchiuno ndichishaya zvekuita nekupererwa.

Yaiita kunge irikumover ndichibva ndabva apa ndakuenda kutoilet kwaive negirazi randaizokwanisa kuzviona kusvika muchiuno.

Pana Mwari wakanditakura kubva pahudiki hwangu, Wakanditakura iwe wakapfimbikwa muchiuno changu Naiye ngaave Mwari wako!

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muchiva

Muchiva muti unokura chaizvo kuenda mudenga, une hunde yakatsetseka uye tumaruva tudiki twakacheneruka, unowanzo-wanikwa munzvimbo dzinonaya mvura shoma.

Verenga

Swipe for the next word