Duramazwi · zita
unyirinyiri
manyirinyiriunyiriri
Duramazwi · zita
Uku kutaimataima kunokonzerwa nokupisisa kwezuva.
Uku kutaimataima kunokonzerwa nokupisisa kwezuva.
Un'ain'ai unyirinyiri hwemagetsi, marambi kana nyenyedzi dzakawanda. Ukatarisa mudhorobha usiku, unoona magetsi huri un'ain'ai kupfuta.
manyirinyiri · unyiriri
Duramazwi
01 / 03unyiriri
Unyiriri kakurwadzirira nekakuteta kanoita nhengo yemuviri yatsikirirwa kwechinguva.
VerengaSwipe for the next word