KwaunobvaDuramazwiUunyengedzi

Duramazwi · zita

unyengedzi

deception

Zvinoreva

Kana munhu achinzi ane unyengedzi anenge aine maitiro okuda kuwana zvinhu kuvanhu nenzira dzisina kururama.

1

Gumaguma munhu anowana mari kana upfumi nenzira dzine chitsotsi uye unyengedzi mukati.

Kana munhu achinzi ane unyengedzi anenge aine maitiro okuda kuwana zvinhu kuvanhu nenzira dzisina kururama.

Made maitire ane unyengedzi mukati.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

unyenye

Unyenye kuwanda kwezvinhu kana vanhu.

Verenga

Swipe for the next word