Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu akanzi anopona nomukopokopo anenge achiwana zvinhu nenzira yokunyengedza vanhu.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mukore
Mukore inguva yokurarama kwevanhu inenge ichitaurwa nezvayo. Mukore uno tezvara nomukwasha vodya mundiro imwe, zvinhu zvaisamboitika pachikare chedu.
VerengaSwipe for the next word