Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mukope inguva dzemanheru zuva richangovira.
1
Mukope inguva dzemanheru zuva richangovira.
Kana zuva richinzi radya mukope rinenge richangonyura.
Mukope inguva dzemanheru zuva richangovira.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mukopokopo
Kana munhu akanzi anopona nomukopokopo anenge achiwana zvinhu nenzira yokunyengedza vanhu.
VerengaSwipe for the next word