Duramazwi · zita
Zvinoreva
Iyi inzira yokunyengedza vanhu kuti vakupe zvaunoda.
1
Iyi inzira yokunyengedza vanhu kuti vakupe zvaunoda.
Kana munhu akanzi anopona nomukopokopo anenge achiwana zvinhu nenzira yokunyengedza vanhu.
Kuguruvha kuita kana kuwana zvinhu neukopokopo.
Mamwe mazwi ane U
UDuramazwi
01 / 03ukororo
VerengaSwipe for the next word