KwaunobvaDuramazwiUukonde

Zvinoreva

Ukonde inzira yokubata nayo mhuka, yokuti vanhu vanodzikomba vachibva kumativi akasiyana.

1

Ukonde inzira yokubata nayo mhuka, yokuti vanhu vanodzikomba vachibva kumativi akasiyana.

Ukonde inzira yokubata nayo mhuka, yokuti vanhu vanodzikomba vachibva kumativi akasiyana.

Mukomana wen'ombe akagarira mukonde wesadza, kusvika auti tsvai.

Amai vakanga vava kuda kuti mwanakomana vawo achiroora, vaiti vakamubikira sadza, voti kamwe kasadza nha pamusoro wemukonde wake.

Zvakafanana

rugwagwa

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

ukopokopo

Iyi inzira yokunyengedza vanhu kuti vakupe zvaunoda.

Verenga

Swipe for the next word