KwaunobvaDuramazwiUukosha

Zvinoreva

Ukosha kusanzwa zvakanaka kwomuviri womunhu.

1

Ndongorera ukosha husingaperi, hunopedzera vanhu mari nokurapisa murwere.

Kana munhu achinzi ane ukosha anenge aine pamuviri.

Ukosha kusanzwa zvakanaka kwomuviri womunhu.

2

Kana munhu achinzi ane ukosha anenge aine pamuviri.

Zvakafanana

urwere · utenda · ndani · mimba · nhumbu

Mamwe mazwi ane U

U

Swipe for the next word