KwaunobvaDuramazwiCchirwere

Duramazwi · zita

chirwere

ailment · attack · diagnostic · disease · diseased · illness · infection · sickness

Zvinoreva

Chirwere ihosha inokonzera kurwadza komuviri.

1

Chirwere ihosha inokonzera kurwadza komuviri.

Izvi hazvifanirwe kunyanya kukuvhundutsai sezvo kuva nehutachiwana kusingarevi kuti munhu ane chirwere.

Kuita chipfambi chinogona kumusiya akuvadzwa nekurohwa kana kubaiwa nemapanga -kutapurirwa chirwere chemukondombera.

2

Chirwere itsika yomunhu yakaipa yaanenge asingagoni kuregera.

Meneja uyu ane chirwere chokuda vakadzi.

Zvakafanana

denda · chikosha

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chirwere chapararira munzvimbo

epidemic

Verenga

Swipe for the next word