KwaunobvaDuramazwiDdenda

Zvinoreva

Denda urwere hunotora nguva refu huri pamunhu.

1

Denda urwere hunotora nguva refu huri pamunhu.

Murume akayaura nedenda romusoro.

Denda urwere hunotora nguva refu huri pamunhu.

2

Denda chirwere chinonetsa vanhu vakawanda zvikuru. Denda reAIDS raonesa pasi rose nhamo.

Zvakafanana

hosha · chitenda · mhenda · nhenda · chirwere · chikosha

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word