KwaunobvaDuramazwiDdende

Zvinoreva

Dende mudziyo uogadzirwa nemanhanga akaoma, unogona kuchereswa mvura kana kuchengeterwa mukaka.

1

Dende mudziyo uogadzirwa nemanhanga akaoma, unogona kuchereswa mvura kana kuchengeterwa mukaka.

Dende mudziyo uogadzirwa nemanhanga akaoma, unogona kuchereswa mvura kana kuchengeterwa mukaka.

Chigubhu mudziyo wakaita dende, wakagadzirwa nepurasitiki uye unowanzoisirwa zvinhu zvakaita mvura mvura.

Uchi hwedendende hunoisvotapira kwazvo.

2

Chipendani.

Zvakafanana

MUdende

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dendefu

Dendefu munhu ava nenguva yakareba achidheererwa nourwere.

Verenga

Swipe for the next word