KwaunobvaDuramazwiGguchu

Duramazwi · zita

guchu

Zvinoreva

Kuti guchu kubondera kunoita zvinhu zvinenge zviri mugaba kana uchinge warifambisa kana kurigumha.

Guchu idemhe rakaoma, rokuisira zvokudya kana munhu uchifamba rwendo.

1

Kuti guchu guchu kuzunza zvinhu zvakaita mvura mvura zvinenge zviri mune chimwe chinhu.

Kuti guchu kufamba kunoita simbi dzinenge dzakabata mavhiri, sezvinoita chitima kana chichifamba.

2

3

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

guchu guchu

Kuti guchu guchu kuzunza zvinhu zvakaita mvura mvura zvinenge zviri mune chimwe chinhu.

Verenga

Swipe for the next word