KwaunobvaDuramazwiMmukondombera

Zvinoreva

Chinhu chinouraya vanhu vakawanda.

1

Chinhu chinouraya vanhu vakawanda.

Vanhu vanoziviswa matambudziko ari munyika akaita sekupararira kwechirwere chemanyoka, mukondombera.

Chifeve munhukadzi anorara navarume kuti apuwe mubhadharo. Ukarara nechifeve unogona kubata mukondombera.

Govedzi munhukadzi anorara navarume vakawanda achipiwa muripo. Govedzi rinokupa mukondombera, ukarara naro.

2

Iri idzivo guru rinosevenzeswa zvombo kuuraya vanhu.

3

Ichi chirwere chinouraya nenzira yekuti chinotorera muviri masimba awanga uinawo ekudzivirira kana kurwisa zvirwere.

Zvakafanana

hondo · eidzi · shuramatongo

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word